Zimbabwe Music &, Arts Awards (ZIMAA) 2016 Best Fiction Book of the YearVakuru vakati, Chinokanganwa idemo, asi muti wakatemwa haukanganwi. Panotanga kupera vakomana vechikwata chaizvidaidza nezita rekuzvitsutsuma rekuti The Flava Crü,, vanhu vanotadza kunzwisisa kuti zvauya sei. Chainyanyonetsa mapurisa ndeche kuti vakomana ava vaita sevaurawa negaranyanya rine nzwara dzino pinza, asi chiri chikara chavaitadza kudoma. Nyangwe panotanga kufawo vabereki vevakomana ava, pamwe negweta rainzi Robbie Rangwani, hapana akakurumidza kunyumwa kuti vese ava vakange vave kurumwa nechekuchera. Ko, handiti vakomana ava ndivo vamwechete vekuita gombedzanwa rekubata chibharo musikana webasa ainzi Nhamo Mpariwa? Handiti ndivo vabereki vekurangana, sevanhu vaive nemari nechiremera muchita, kuti vana vavo vasapikire mhosva iyi? Zvino, kana vaifunga kuti mhosva yavo yairova, vakange vave kuzvionera kuti dzimwe mhosva hadzirove asi dzinodzoka dzakura, dziine masimba anotyisa..... If there is one thing that anyone who has read Musodza&rsquo,s previous novel in Shona will have learnt to expect, it is a fearsome monster. He holds up his imaginary monster like a mirror against the real monsters of Zimbabwean society. Musodza takes on several societal issues- sexual predation, the inadequacies of the justice system, the decadence and lack of ,nobless oblige ,of the elite- and wraps them in a fast-paced horror novel about summoning an ancient demonic entity...- Edinah Masanga, Amplifying Women',s Voices, 2015 ABOUT THE NOVEL From the master of Shona-language horror comes a tale of sexual violence, corruption in high places, injustice....and an unspeakable horror summoned by arts darker than anything yet seen in Zimbabwean lore. In Harare, a young girl, an orphaned domestic servant, is gang-raped by the sons of well-to-do families. Denied just
Especificaciones del producto
Reseñas sobre SHAVI RECHIKADZI
Comparte tu experiencia con la comunidad lectora.
0
0 Reseñas
5 0
4 0
3 0
2 0
1 0
Sólo por opinar entras en el sorteo mensual de tres tarjetas regalo valoradas en 20€
Publicar una opinión supone haber leído y aceptado las
bases del sorteo
"Tu opinión tiene premio".